Numeri 26:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ndidzo mhuri dzaManase; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀiʋiri namazana manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Ndidzo mhuri dzaManase; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezviviri namazana manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaManase; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mashanu nezviviri, namazana manomwe. See the chapter |