Numeri 26:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaIsakari vaikwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana matatu avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndidzo mhuri dzaIsakari; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀinna namazana matatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ndidzo mhuri dzaIsakari; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaIsakari vaikwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana matatu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaIsakari vaikwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana matatu avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaIsakari; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu nezvina, namazana matatu. See the chapter |