Numeri 26:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndidzo mhuri dzaJuda; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀitanhatu namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Ndidzo mhuri dzaJudha; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvitanhatu namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaJudha; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi manomwe nezvitanhatu, namazana mashanu. See the chapter |