Online Bible

- Advertisements -

Numeri 26:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaSimeoni, nemhuri dzaʋo: Nemueri, kwakabva mhuri yaʋaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yaʋaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yaʋaJakini;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ava ndivo vanakomana vaSimeoni, nemhuri dzavo: Nemueri, kwakabva mhuri yavaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yavaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yavaJakini;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvizvarwa zvaSimeoni nemhuri dzavo zvaiva: Nemueri kwakabva mhuri yavaNemueri; Jamini, kwakabva mhuri yavaJamini; Jakini, kwakabva mhuri yavaJakini;

See the chapter Copy

Numeri 26:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements