Numeri 24:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvirongo zvavo zvichafashukira nemvura, mbesa dzavo dzichawana mvura yakawanda. Kukudzwa kwamambo wavo kuchadarika kwaAgagi, ushe hwake huchaita mukurumbira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mvura inobva paɀiroŋgo ɀake, Mbeu dzake dzicaʋa pamvura zhinji. Mambo wake ucakurira Agagi, Ʋushe bgake bgucakuriswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Mvura inobva pazvirongo zvake, Mbeu dzake dzichava pamvura zhinji. Mambo wake achakurira Agagi, Ushe hwake huchakuriswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvirongo zvavo zvichafashukira nemvura, mbesa dzavo dzichawana mvura yakawanda. Kukudzwa kwamambo wavo kuchadarika kwaAgagi, ushe hwake huchaita mukurumbira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvirongo zvavo zvichafashukira nemvura, mbesa dzavo dzichawana mvura yakawanda. Kukudzwa kwamambo wavo kuchadarika kwaAgagi, ushe hwake huchaita mukurumbira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mvura ichayerera ichibva muzvirongo zvavo; mbeu dzavo dzichawana mvura yakawanda. “Mambo wavo achava mukuru kupinda Agagi; umambo hwavo huchasimudzirwa. See the chapter |