Numeri 24:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Bhiriamu akazosimuka akadzokera kumusha kwake. Bharaki akaendawo kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo Barami akasimuka, akadzokera kunɀimbo yake; naBaraki akaenda ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo Bharamu akasimuka, akadzokera kunzvimbo yake; naBharaki akaendawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Bhiriamu akazosimuka akadzokera kumusha kwake. Bharaki akaendawo kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Bhiriamu akazosimuka akadzokera kumusha kwake. Bharaki akaendawo kwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo Bharamu akasimuka akadzokera kunyika yake, uye Bharaki akaenda kwakewo. See the chapter |