Numeri 24:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kunyaŋge ɀakaɗaro Kaini ucaparadzwa, Kusikira iwe ucitapxa naAshuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Kunyange zvakadaro Kaini achaparadzwa, Kusvikira iwe uchitapwa naAshuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi imi vaKeni muchaparadzwa, Ashuri paachakutapai.” See the chapter |