Numeri 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino akatarira ʋaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati: Ʋugaro bgako bgakasimba, Ƌendere rako rakateyiwa paɗombo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo akaona vaKeni uye akataura chirevo chake achiti: “Ugaro hwako hwakachengetedzeka, dendere rako rakavakwa padombo; See the chapter |