Numeri 24:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino tarira, ndinoenda haŋgu kurudzi rwaŋgu; ʋuya ndikuʋudze ɀicaitirwa ʋanhu ʋako naʋanhu aʋa pamazuʋa okupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino tarira, ndinoenda hangu kurudzi rwangu; uya ndikuudze zvichaitirwa vanhu vako navanhu ava pamazuva okupedzisira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino ndava kudzokera kuvanhu vokwangu, asi uya ndikuyambire zvichaitirwa vanhu vako navanhu ava pamazuva anouya.” See the chapter |