Numeri 24:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Bhiriamu ndokuti kuna Bharaki, “Ko handina kuudza nhume dzenyu dzamakanditumira kuti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Barami akati kunaBaraki: Ko handina‐kutaura ʋo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndiciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Bharamu akati kuna Bharaki, “Ko handina kutaurawo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndichiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Bhiriamu ndokuti kuna Bharaki, “Ko handina kuudza nhume dzenyu dzamakanditumira kuti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Bhiriamu ndokuti kuna Bharaki, “Ko handina kuudza nhume dzenyu dzamakanditumira kuti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Bharamu akapindura Bharaki akati, “Ko, handina kutaurira nhume dzawakatuma kwandiri here kuti, See the chapter |