Numeri 23:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Baraki wakanditora paArami, Mambo waMoabi wakanditora pamakomo okumabvazuʋa, Aciti: Ʋuya unditukire Jakobo, Ʋuya, unditsamŋire Israeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, ‘Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Bharamu akataura chirevo chake akati: “Bharaki akanditora kubva kuAramu, iye mambo weMoabhu kubva kumakomo okumabvazuva. Akati, ‘Uya unditukirewo Jakobho; uya, utsoropodze Israeri.’ See the chapter |