Numeri 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Mŋari akasoŋgana naBarami, iye akati kwaari: Ndagadzira artari nomŋe, ndikaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwari akasangana naye, Bharamu akati, “Ndagadzira aritari nomwe uye paaritari imwe neimwe ndabayira hando negondobwe.” See the chapter |