Numeri 23:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Baraki akati kunaBarami: Ʋuya ɀino, ndiende newe kuneimŋe nɀimbo; ɀimŋe Mŋari uŋgafara naɀo kuti unditukire iʋo, uri ipapo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya zvino, ndiende newe kune imwe nzvimbo; zvimwe Mwari angafara nazvo kuti unditukire ivo, uri ipapo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya, ndiende newe kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari achafara nazvo kuti unditukire vanhu ava ikoko.” See the chapter |