Online Bible

- Advertisements -

Numeri 23:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Asi Barami wakapindura, akati kunaBaraki: Handina‐kukuʋudza here, ndikati: Ɀose ɀinotaurwa naJehova, ndiɀo ɀandinofanira kuita?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Asi Bharamu akapindura, akati kuna Bharaki, “Handina kukuudza here, ndikati, ‘Zvose zvinotaurwa naJehovha, ndizvo zvandinofanira kuita?’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Asi Bharamu akapindura akati, “Handina kukuudza here kuti ndinofanira kuita zvose zvinotaurwa naJehovha?”

See the chapter Copy

Numeri 23:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements