Numeri 23:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, macinda aMoabi anaye. Baraki akati kwaari: Jehova wakataureiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pachipiriso chake chinopiswa, machinda aMoabhu anaye. Bharaki akati kwaari, “Jehovha wakataureiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka akadzokera kwaari akamuwana amire parutivi rwechipiriso chake, ana machinda eMoabhu. Bharaki akamubvunza akati, “Jehovha ati kudiniko?” See the chapter |