Numeri 23:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Bhiriamu ndokutaurira Bharaki achiti, “Mirai pano pane chibayiro chenyu chokupisa. Ini ndichambondosangana naMwari uko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati kunaBaraki: Cimira pano pacipiriso cako cinopiswa, ini ndindosoŋgana naJehova uko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Akati kuna Bharaki, “Chimira pano pachipiriso chako chinopiswa, ini ndindosangana naJehovha uko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Bhiriamu ndokutaurira Bharaki achiti, “Mirai pano pane chibayiro chenyu chokupisa. Ini ndichambondosangana naMwari uko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Bhiriamu ndokutaurira Bharaki achiti, “Mirai pano pane chibayiro chenyu chokupisa. Ini ndichambondosangana naMwari uko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Bharamu akati kuna Bharaki, “Gara pano iwe parutivi rwechipiriso chako ini ndichindosangana naye uko.” See the chapter |