Online Bible

- Advertisements -

Numeri 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Akapindura, akati: Ko handifaniri kucenjera kuti nditaure ɀinoiswa naJehova mumuromo maŋgu here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Akapindura, akati, “Ko handifaniri kuchenjera kuti nditaure zvinoiswa naJehovha mumuromo mangu here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Iye akapindura akati, “Ko, handifaniri kuti nditaure zvaiswa mumuromo mangu naJehovha here?”

See the chapter Copy

Numeri 23:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements