Numeri 23:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Wandiiteiko? Ndandokutora kuti utuke ʋaʋeŋgi ʋaŋgu; tarira, waramba uciŋgoʋaropafadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Wandiiteiko? Ndanokutora kuti utuke vavengi vangu; tarira, waramba uchingovaropafadza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Bharaki akati kuna Bharamu, “Waiteiko kwandiri? Ndakakutora kuti uzotuka vavengi vangu, asi hauna chinhu chawaita asi kutovaropafadza!” See the chapter |