Numeri 22:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Barami akati kunaBaraki: Tarira, ndaʋuya kwauri; ko ini ndinesimba rokutaura cinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo maŋgu naMŋari, ndiro randicataura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Bharamu akati kuna Bharaki, “Tarira, ndauya kwauri; ko ini ndine simba rokutaura chinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo mangu naMwari, ndiro randichataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Bharamu akapindura akati, “Zvakanaka, zvino ndauya kwauri. Asi ndingataura zvose zvose here? Ndinofanira kungotaura chete zvinenge zvaiswa mumuromo mangu naMwari.” See the chapter |