Numeri 22:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Ko handina‐kutuma nhume kwauri nomŋoyo wose, ndicikuɗana here? Wakaregereiko kuʋuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Ko handina kutuma nhume kwauri nomwoyo wose, ndichikudana here? Wakaregereiko kuuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Bharaki akati kuna Bharamu, “Handina kukudana nokukurumidza here? Seiko usina kuuya kwandiri? Ini handigoni kukupa mubayiro here?” See the chapter |