Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Waroʋereiko mboŋgoro yako ɀino katatu? Tarira, ini ndimene ndaɓuɗa kuzokudziʋisa, nokuti nzira yako inoʋaʋarira kuneɀakaipa pamberi paŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Mutumwa waJehovha akamubvunza achiti, “Warovereiko mbongoro yako rutatu rwose urwu? Ini ndauya pano kuzokudzivisa nokuti nzira yako haina kururama kwandiri.

See the chapter Copy

Numeri 22:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements