Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Barami akati kumboŋgoro: Nokuti wakandiɗaɗira; ɗai ndaiʋa nomunondo muruʋoko rwaŋgu, ndiŋgaɗai ndakuʋuraya pakarepo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Bharamu akati kumbongoro, “Nokuti wakandidadira; dai ndaiva nomunondo muruoko rwangu, ndingadai ndakuuraya pakarepo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Bharamu akapindura mbongoro akati, “Wandiita benzi iwe! Dai ndanga ndiine munondo muruoko rwangu ndingadai ndakuuraya izvozvi.”

See the chapter Copy

Numeri 22:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements