Numeri 22:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mutumŋa waJehova akapfuʋura mberi, akandomira pakaŋga pakamanikana, pakaŋga pasinenɀimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Mutumwa waJehovha akapfuura mberi, akandomira pakanga pakamanikana, pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo mutumwa waJehovha akapfuurira mberi akandomira panzvimbo yakamanikana pakanga pasina mukana wokutendeukira kurudyi kana kuruboshwe. See the chapter |