Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi kuenda kwake kwakashatirisa Mwari. Zvaaifamba akatasva dhongi rake aina varanda vake vaviri, mutumwa waTenzi akandomira munzira kumudzivisa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi Mŋari wakamutsamŋira, ɀaakaenda; mutumŋa waJehova akandomira munzira yake, kuti arwe naye. Ɀino iye wakaŋga akataȿa mboŋgoro yake, naʋaranda ʋake ʋaʋiri ʋakaŋga ʋanaye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi Mwari akamutsamwira, zvaakaenda; mutumwa waJehovha akandomira munzira yake, kuti arwe naye. Zvino iye akanga akatasva mbongoro yake, navaranda vake vaviri vakanga vanaye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi kuenda kwake kwakashatirisa Mwari. Zvaaifamba akatasva dhongi rake aina varanda vake vaviri, mutumwa waTenzi akandomira munzira kumudzivisa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi kuenda kwake kwakashatirisa Mwari. Zvaaifamba akatasva dhongi rake aina varanda vake vaviri, mutumwa waTenzi akandomira munzira kumudzivisa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi Mwari akamutsamwira zvikuru paakaenda, uye mutumwa waJehovha akamira munzira kuti amukonese. Bharamu akanga akatasva mbongoro yake, uye varanda vake vaviri vaiva naye.

See the chapter Copy

Numeri 22:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements