Numeri 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Baraki, mŋanakomana waZipori, wakaŋga aʋona ɀose ɀakaitirwa ʋaAmori naʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori navaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Bharaki mwanakomana waZipori akaona zvose zvakanga zvaitwa navaIsraeri kuvaAmori, See the chapter |