Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Bhiriamu akapindura varanda vaBharaki achiti, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingatsaudziri shoko raTenzi Mwari wangu ndichiritapudza kana kuriwedzera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Barami akapindura, akati kuʋaranda ʋaBaraki: Kunyaŋge Baraki akandipa imba yake izere nesirveri nendarama, handiŋgagoni kuɗarika shoko raJehova Mŋari waŋgu, kuti nditapudze kana ndiwedzere kwariri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Bharamu akapindura, akati kuvaranda vaBharaki, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere nesirivha nendarama, handingagoni kudarika shoko raJehovha Mwari wangu, kuti nditapudze kana ndiwedzere kwariri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Bhiriamu akapindura varanda vaBharaki achiti, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingatsaudziri shoko raTenzi Mwari wangu ndichiritapudza kana kuriwedzera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Bhiriamu akapindura varanda vaBharaki achiti, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingatsaudziri shoko raTenzi Mwari wangu ndichiritapudza kana kuriwedzera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Asi Bharamu akavapindura akati, “Kunyange dai Bharaki akandipa muzinda wake uzere nesirivha negoridhe, handingagoni kuita chimwe chinhu chikuru kana chiduku kuti tiite zvinodarika murayiro waJehovha Mwari wangu.

See the chapter Copy

Numeri 22:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements