Numeri 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaȿika kunaBarami, ʋakati kwaari: Ɀanzi naBaraki, mŋanakomana waZipori: Usatendera cinhu kukudziʋisa kuʋuya kwandiri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakasvika kuna Bharamu vakati: “Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri, See the chapter |