Numeri 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Machinda avaMoabhu akasimuka akaenda kuna Bharaki akasvikoti, “Bhiriamu aramba kuuya nesu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo macinda aMoabi akasimuka, akaenda kunaBaraki, akati: Barami waramba kuʋuya nesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo machinda aMoabhu vakasimuka, vakaenda kuna Bharaki, vakati, “Bharamu aramba kuuya nesu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Machinda avaMoabhu akasimuka akaenda kuna Bharaki akasvikoti, “Bhiriamu aramba kuuya nesu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Machinda avaMoabhu akasimuka akaenda kuna Bharaki akasvikoti, “Bhiriamu aramba kuuya nesu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka machinda eMoabhu akadzokera kuna Bharaki akati, “Bharamu akaramba kuuya nesu.” See the chapter |