Numeri 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Barami akamuka maŋgwanani, akati kumacinda aBaraki: Endai kunyika yenyu, nokuti Jehova unoramba kunditendera kuenda nemi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Bharamu akamuka mangwanani, akati kumachinda aBharaki, “Endai kunyika yenyu, nokuti Jehovha anoramba kunditendera kuenda nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Fume mangwana, Bharamu akamuka akati kumachinda aBharaki, “Dzokerai kunyika yokwenyu, nokuti Jehovha aramba kuti ndiende nemi.” See the chapter |