Numeri 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika paɗanda; ɀino mumŋe nomumŋe wakati kana arumŋa, akatarira nyoka iyo yendarira, wakararama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akati kana arumwa, akatarira nyoka iyo yendarira, akararama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama. See the chapter |