Numeri 21:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Naiɀoɀo ʋakamukunda, iye naʋanakomana ʋake ʋose, kudzimana asina‐kusarirwa nomumŋe; ʋakatora nyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Naizvozvo vakamukunda, iye navanakomana vake vose, kudzimana asina kusarirwa nomumwe; vakatora nyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Saka vakamuuraya, pamwe chete navanakomana vake nehondo yake yose, vakasiya pasina kana mupenyu. Uye vakatora nyika yake. See the chapter |