Online Bible

- Advertisements -

Numeri 21:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaʋoko ako, iye naʋanhu ʋake ʋose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye seɀawakaitira Sihoni, mambo waʋaAmori, waigara paHeshboni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaoko ako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, aigara paHeshibhoni.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Jehovha akati kuna Mozisi, “Usamutya, nokuti ndamupa kwauri, nehondo yake yose uye nenyika yake. Umuitire zvawakaitira Sihoni mambo wavaAmori, uyo aitonga muHeshibhoni.”

See the chapter Copy

Numeri 21:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements