Online Bible

- Advertisements -

Numeri 21:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakazotsauka vakaenda nokuBhashani. Ogi mambo weBhashani akavavinga nehondo yake akavarwisa kuEdhirei.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ipapo ʋakadzoka, ʋakakwira nenzira inoenda Bashani; ɀino Ogi, mambo weBashani, akaʋuya kuzorwa naʋo paEdrei, iye naʋanhu ʋake ʋose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ipapo vakadzoka, vakakwira nenzira inoenda Bhashani; zvino Ogi, mambo weBhashani, akauya kuzorwa navo paEdhirei, iye navanhu vake vose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakazotsauka vakaenda nokuBhashani. Ogi mambo weBhashani akavavinga nehondo yake akavarwisa kuEdhirei.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vakazotsauka vakaenda nokuBhashani. Ogi mambo weBhashani akavavinga nehondo yake akavarwisa kuEdhirei.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ipapo vakadzoka vakakwidza nenzira inoenda nokuBhashani, uye Ogi mambo weBhashani nehondo yake yose akabuda kuti andosangana navo kuti arwe navo paEdhirei.

See the chapter Copy

Numeri 21:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements