Numeri 21:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Mosesi akatuma ʋanhu kundoshora Jazeri, ʋakakunda misha yaro, ʋakadziŋga ʋaAmori ʋakaŋga ʋagere’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Mosesi akatuma vanhu kundoshora Jazeri, vakakunda misha yaro, vakadzinga vaAmori vakanga vageremo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Shure kwokunge Mozisi atuma vasori kuJazeri, vaIsraeri vakatapa nzvimbo dzaro dzakanga dzakaripoteredza uye vakadzinga vaAmori vakanga vageremo. See the chapter |