Numeri 21:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Takaʋafura; Heshboni raparadzwa kuȿikira paDiboni, Takaparadza kuȿikira paNofa, Mŋoto ukaȿika paMedeba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Takavapfura; Heshibhoni rakaparadzwa kusvikira paDhibhoni, Takaparadza kusvikira paNofa, Moto ukasvika paMedhebha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Asi takavakunda; Heshibhoni yakaparadzwa yose kusvikira kuDhibhoni. Takavaparadza kusvikira kuNofa, iyo inosvika kuMedhebha.” See the chapter |