Numeri 21:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 MuHeshibhoni ndimo maiva mumuzinda waSihoni mambo wavaAmori, akarwa naakanga ari mambo wavaMoabhu akamubvutira nyika yake yose kundosvika muna Arinoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti Heshboni rakaŋga riri guta raSihoni, mambo waʋaAmori, iye wakaŋga arwa namambo wokutaŋga waMoabi, akamutorera nyika yake yose kuȿikira paArnoni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni, mambo wavaAmori, iye akanga arwa namambo wokutanga waMoabhu, akamutorera nyika yake yose kusvikira paArinoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 MuHeshibhoni ndimo maiva mumuzinda waSihoni mambo wavaAmori, akarwa naakanga ari mambo wavaMoabhu akamubvutira nyika yake yose kundosvika muna Arinoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 MuHeshibhoni ndimo maiva mumuzinda waSihoni mambo wavaAmori, akarwa naakanga ari mambo wavaMoabhu akamubvutira nyika yake yose kundosvika muna Arinoni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni mambo wavaAmori, akanga arwa namambo akanga ari weMoabhu kare akamutorera nyika yake yose kundosvika kuAnoni. See the chapter |