Online Bible

- Advertisements -

Numeri 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋakafamba ʋacibva ipapo, ʋakaenda Beeri; ndiro tsime rakanzi naJehova kunaMosesi: Ʋuŋganidza ʋanhu, ndicaʋapa mvura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vakafamba vachibva ipapo, vakaenda Bheeri; ndiro tsime rakanzi naJehovha kuna Mosesi, “Unganidza vanhu, ndichavapa mvura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Kubva ipapo vakapfuurira mberi vachienda vakasvika kuBheeri, patsime apo pakanzi naJehovha kuna Mozisi, “Unganidza vanhu pamwe chete uye ini ndichavapa mvura.”

See the chapter Copy

Numeri 21:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements