Numeri 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakazobva kuObhoti vakandodzika matendhe avo paIyeabharimu, murenje rakatarisana nenyika yaMoabhu nechokumabvazuva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakabva Oboti, ʋakandodzika matente aʋo paIje‐abarimi, murenje riri pamberi paMoabi, kumabvazuʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Vakabva Obhoti, vakandodzika matende avo paIje‐aBharimi, murenje riri pamberi paMoabhu, kumabvazuva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakazobva kuObhoti vakandodzika matendhe avo paIyeabharimu, murenje rakatarisana nenyika yaMoabhu nechokumabvazuva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakazobva kuObhoti vakandodzika matendhe avo paIyeabharimu, murenje rakatarisana nenyika yaMoabhu nechokumabvazuva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo vakasimuka kubva paObhoti vakandodzika musasa paIye Abharimi, mugwenga rakatarisana neMoabhu kwakanangana nokumabudazuva. See the chapter |