Numeri 20:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ipapo Mosesi naAroni vakabva pane vanhu ivavo vakaenda kumusuo wetendhe rokusanganira, vakasvikoti pasi zvambarara, ndokubva vaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Mosesi naAroni ʋakabva paʋuŋgano, ʋakaenda kumukoʋa wetente rokusoŋgana, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo; kubginya kwaJehova kukaratidzwa kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Mosesi naAroni vakabva paungano, vakaenda kumukova wetende rokusangana, vakawira pasi nezviso zvavo; kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ipapo Mosesi naAroni vakabva pane vanhu ivavo vakaenda kumusuo wetendhe rokusanganira, vakasvikoti pasi zvambarara, ndokubva vaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ipapo Mosesi naAroni vakabva pane vanhu ivavo vakaenda kumusuo wetendhe rokusanganira, vakasvikoti pasi zvambarara, ndokubva vaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mozisi naAroni vakabva paungano vakaenda kumukova weTende Rokusangana vakawira pasi nezviso zvavo, kubwinya kwaJehovha kukaratidzwa kwavari. See the chapter |