Online Bible

- Advertisements -

Numeri 20:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 ɀino ubvise ŋguʋo dzake, ugodzifukidza Ereazari mŋanakomana wake; ipapo Aroni ucasoŋganiswa naʋanhu ʋake, ucafira’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 zvino ubvise nguo dzake, ugodzifukidza Ereazari mwanakomana wake; ipapo Aroni achasanganiswa navanhu vake, achafirapo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ubvise nguo dzaAroni udzipfekedze mwanakomana wake Ereazari nokuti Aroni achasanganiswa navanhu vokwake; achafira ipapo.”

See the chapter Copy

Numeri 20:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements