Numeri 20:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiɀoɀo Edomi wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake. Ipapo ʋaIsraeri ʋakatsauka kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Naizvozvo Edhomu akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake. Ipapo vaIsiraeri vakatsauka kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Sezvo Edhomu akaramba kuvabvumira kupfuura nomunyika yavo, vaIsraeri vakatsauka havo kubva kwavari. See the chapter |