Numeri 20:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Iye akati: Hauŋgapfuʋuri. Ɀino Edomi akaʋuya kuzorwa naye naʋanhu ʋazhinji, noruʋoko runesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Iye akati, “Haungapfuuri.” Zvino Edhomu akauya kuzorwa naye navanhu vazhinji, noruoko rune simba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakapindurazve vachiti: “Hamungapfuuri.” Ipapo Edhomu akauya kuzovarwisa nehondo huru uye ine simba. See the chapter |