Numeri 20:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndiyo mvura yeMeriba, nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋakarwa naJehova, akaɀiratidza kwaʋari ari Mutȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana vaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Iyi ndiyo mvura yeMeribha, apo vaIsraeri vakarwa naJehovha uye paakazviratidza kuti mutsvene pakati pavo. See the chapter |