Numeri 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vomumatendhe edzinza rokwaJudha, chikwata nechikwata, vose pamwechete vaisvika zana rimwechete rina makumi masere ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mana avanhu. Ivava ndivo dzinza rokutanga kusumuka kana moita rwendo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋemisasa yaJuda ʋakaŋga ʋaneɀuru ɀinezana neɀuru ɀinamakumi masere neɀitanhatu namazana manna, namapoka aʋo. Ndiʋo ʋanofanira kutaŋga kusimuka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Vose vakaverengwa vemisasa yaJudha vakanga vane zviuru zvine zana nezviuru zvina makumi masere nezvitanhatu namazana mana, namapoka avo. Ndivo vanofanira kutanga kusimuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vomumatendhe edzinza rokwaJudha, chikwata nechikwata, vose pamwechete vaisvika zana rimwechete rina makumi masere ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mana avanhu. Ivava ndivo dzinza rokutanga kusumuka kana moita rwendo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vomumatendhe edzinza rokwaJudha, chikwata nechikwata, vose pamwechete vaisvika zana rimwechete rina makumi masere ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mana avanhu. Ivava ndivo dzinza rokutanga kusumuka kana moita rwendo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Varume vose vanodiwa kumusasa waJudha maererano namapoka avo, vanokwana zviuru zana namakumi masere nezvitanhatu, namazana mana. Ava ndivo vachatanga kusimuka. See the chapter |