Numeri 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ƃoka rake, naʋose ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Boka rake, navose vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana. See the chapter |