Numeri 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀipfumbamŋe namazana matatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvipfumbamwe, namazana matatu. See the chapter |