Numeri 19:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kwamuri imi murao iwoyu, murao uchagara uripo narini wose. Munhu anosasa mvura yokuchenurisa ngaasuke zvipfeko zvake. Ani naani anobata mvura iyi yokuchenurisa achaswera akan'ora kusvikira zuva radoka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Unofanira kuʋa mutemo usiŋgaperi kwaʋari. Munhu unosasa mvura inonatsa, unofanira kusuka ŋguʋo dzake; naiye unoɓata mvura inonatsa, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Unofanira kuva mutemo usingaperi kwavari. Munhu anosasa mvura inonatsa, anofanira kusuka nguo dzake; naiye anobata mvura inonatsa, achava asina kunaka kusvikira madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kwamuri imi murao iwoyu, murao uchagara uripo narini wose. Munhu anosasa mvura yokuchenurisa ngaasuke zvipfeko zvake. Ani naani anobata mvura iyi yokuchenurisa achaswera akan'ora kusvikira zuva radoka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kwamuri imi murao iwoyu, murao uchagara uripo narini wose. Munhu anosasa mvura yokuchenurisa ngaasuke zvipfeko zvake. Ani naani anobata mvura iyi yokuchenurisa achaswera akan'ora kusvikira zuva radoka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Uyu mutemo uchagara uripo kwavari. “Munhu anosasa mvura yokunatsa anofanirawo kusuka nguo dzake, uye ani naani anobata mvura yokunatsa achava asina kunaka kusvikira madekwana. See the chapter |