Numeri 19:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu asina kun'ora ngaasase mvura pamunhu uya akan'ora pazuva retatu napazuva rechinomwe. Saka ndiwo machenuriro aanomuita pazuva rechinomwe. Ipapo nyakuchenurwa iyeyo ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake mumvura. Achazochenurwa kana zuva radoka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ɀino munhu wakanaka unofanira kusasa munhu usina‐kunaka nezuʋa retatu nerecinomŋe; nezuʋa recinomŋe unofanira kumunatsa; ɀino iye unofanira kusuka ŋguʋo dzake, nokuɀishambidza nemvura, agoʋa wakanaka maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 zvino munhu akanaka anofanira kusasa munhu usina kunaka nezuva retatu nerechinomwe; nezuva rechinomwe anofanira kumunatsa; zvino iye anofanira kusuka nguo dzake, nokuzvishambidza nemvura, agova akanaka madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu asina kun'ora ngaasase mvura pamunhu uya akan'ora pazuva retatu napazuva rechinomwe. Saka ndiwo machenuriro aanomuita pazuva rechinomwe. Ipapo nyakuchenurwa iyeyo ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake mumvura. Achazochenurwa kana zuva radoka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Munhu asina kun'ora ngaasase mvura pamunhu uya akan'ora pazuva retatu napazuva rechinomwe. Saka ndiwo machenuriro aanomuita pazuva rechinomwe. Ipapo nyakuchenurwa iyeyo ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake mumvura. Achazochenurwa kana zuva radoka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Munhu akachena anofanira kusasa munhu asina kuchena nezuva rechitatu uye nerechinomwe, uye pazuva rechinomwe anofanira kumunatsa. Munhu ari kunatswa anofanira kusuka nguo dzake agozvishambidza nemvura, uye manheru iwayo anofanira kuva akachena. See the chapter |