Numeri 19:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Aninani unoɓata munhu wakaʋurawa kusaŋgo nomunondo, kana citunha, kana fupa romunhu, kana bgiro, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ani naani anobata munhu akaurawa kusango nomunondo, kana chitunha, kana pfupa romunhu, kana hwiro, achava asina kunaka mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Ani naani ari musango anobata munhu akaurayiwa nomunondo kana mumwe munhu akangofawo zvake, kana munhu anobata bvupa romunhu kana guva, achava asina kuchena kwamazuva manomwe. See the chapter |