Numeri 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye unofanira kuɀinatsa nayo nezuʋa retatu, agoʋa wakanaka nezuʋa recinomŋe; asi kana asiŋgaɀinatsi nezuʋa retatu, haaŋgaʋi wakanaka nezuʋa recinomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Iye anofanira kuzvinatsa nayo nezuva retatu, agova akanaka nezuva rechinomwe; asi kana asingazvinatsi nezuva retatu, haangavi akanaka nezuva rechinomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anofanira kuzvinatsa nemvura nezuva retatu uye nezuva rechinomwe; ipapo achava akachena. See the chapter |